Duramazwi02 / 03tikiti [tiketi]Tikiti kapepa kanenge kakanyorwa zvawabhadharira mari uye kuti wabhadhara marii.Verenga→
Duramazwi03 / 03tikitidzaKana uchitikitidza unenge uchibaya pakanyororvera nemuururo kana nebanga.Verenga→