KwaunobvaDuramazwiTtikiti [tiketi]

Duramazwi · zita

tikiti [tiketi]

Zvinoreva

Tikiti kapepa kanenge kakanyorwa zvawabhadharira mari uye kuti wabhadhara marii.

1

Tikiti kapepa kanenge kakanyorwa zvawabhadharira mari uye kuti wabhadhara marii.

Kana tichienda kumusha tinotenga matikiti ebhazi.

2

Tikiti remombe rekudhibha chikati chinoendwa nacho nemombe kudhibha chinoratidza zita remunhu nemombe dzaainadzo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tikitidza

Kana uchitikitidza unenge uchibaya pakanyororvera nemuururo kana nebanga.

Verenga

Swipe for the next word