KwaunobvaDuramazwiTtikitira

Duramazwi

tikitira

Zvinoreva

Kutikitira kubuda mvura inovavira mumuviri nekuda kwekupiswa, kutya, kana kushanda.

1

Kutikitira kubuda mvura inovavira mumuviri nekuda kwekupiswa, kutya, kana kushanda.

Kutikitira kubuda mvura inovavira mumuviri nekuda kwekupiswa, kutya, kana kushanda.

Paudha mushonga muchena wakaita upfu unoiswa nemunhu muhapwa kana apedza kugeza, kuti asatikitira.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tikizhizhi

Kuti tikizhizhi kutsveta mwana pasi uchingoita zvokukanda.

Verenga

Swipe for the next word