KwaunobvaDuramazwiTtikiti

Duramazwi · zita

tikiti

ticket

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tikiti [tiketi]

Tikiti kapepa kanenge kakanyorwa zvawabhadharira mari uye kuti wabhadhara marii.

Verenga

Swipe for the next word