Duramazwi · zita
ziya
sweat · perspiration
Duramazwi · zita
sweat · perspiration
Ziya imvura inobuda mumuviri wemunhu kana akapiswa.
Kudzvanyirira nenzira yeshungu (to sweat).
Kana munhu aziya anenge apera simba muviri wose, angoti rapata.

Mukuru akadedera, ziya kuti teuteu,akabva ati pasi zhokoto.
Kuti kapu kupurura ziya noruoko. Ndakati ziya kapu ndakotoroka mundima.

Kana kunze kuchipisa mirazvu yezuva inenge yakasimba, zvokuti muviri unonzwa kudziyirwa zvakanyanya imwe nguva, kana zvekutobuda ziya.
Kudya cheziya kuzowana chokuzviraramisa nacho wamboita chokushandira zvakasimba.
Kana munhu aziya nenzara, anenge afenda kana kuti ava kufenda neparamusana pekusadya zvakakwana.
Duramazwi
01 / 03Ziyoni
Ziyoni rumwe rwemarudzi esvondo dzechikristu.
VerengaSwipe for the next word