KwaunobvaDuramazwiZzizi

Duramazwi · zita

zizi

owl

chipotonombore lagwikwi

Zvinoreva

Zizi ishiri ine maziso makuru nekamuromo, inorira nekuvhima usiku. Nekuti zizi rinofamba usiku, vamwe vanhu vanoti rinoshandiswa nevaroyi.

1

Zizi ishiri ine maziso makuru nekamuromo, inorira nekuvhima usiku. Nekuti zizi rinofamba usiku, vamwe vanhu vanoti rinoshandiswa nevaroyi.

Chiripo chariuraya zizi harifi roga nemhepo.

Chiripo chariuraya zizi, harifi nemhepo.

Zizi kurungwa munyu roti ndava hukuwo.

Zvakafanana

chipotono · mbore la · gwikwi

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zo-

Ichi chiitogama chinoratidza zvinhu zvakaitika pava paya. Bhora rakazonwa mutambo wava kuda kupera.

Verenga

Swipe for the next word