Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiitogama chinoratidza zvinhu zvakaitika pava paya. Bhora rakazonwa mutambo wava kuda kupera.
Kuti zo kutanga rwendo rurefu uchiratdza kuti wazvipira chaizvo. Patakanzwa nyaya yorufu takabva tati zo tonanga kwaakanga afira.

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zobho
Zobho chiringazuva chisingapfekwi muruoko asi chinoiswa muhomwe kana muhuro. Zobho inochengeta nguva asi inokuremera muhomwe.
VerengaSwipe for the next word