Duramazwi02 / 03zo-Ichi chiitogama chinoratidza zvinhu zvakaitika pava paya. Bhora rakazonwa mutambo wava kuda kupera.Verenga→
Duramazwi03 / 03zobhoZobho chiringazuva chisingapfekwi muruoko asi chinoiswa muhomwe kana muhuro. Zobho inochengeta nguva asi inokuremera muhomwe.Verenga→