Duramazwi
Zvinoreva
Kufundika.
Kudzidzira.
Kufundika.
Dzimwe dzepfungwa dzawaitarisirwa kuburitsa dzinosanganisira dzinoti:- -kutyaira usina kupiwa chitambi chekuti wakafundira basa iri.
Kana mwana mucheche achinzi ari kufundira anenge apedza nguva refu asingaiti tsvina.
Vakuru vanoti kana mwana achifundira anenge achikura chaizvo mazuva iwayo, sezvo muviri wake unenge usingarasi chikafu.

Kuverenga.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fundisa
Kudzidzisa.
VerengaSwipe for the next word