KwaunobvaDuramazwiNndinde

Zvinoreva

Ndinde kusapera kwechinhu, sezvakaita urwere kana mvura inoramba ichinaya.

Kuti ndinde karuzha kanoitwa nemuseve kana uchidauka kubva pauta.

1

Mvura yegore rino indinde, zvekuti kune maguta.

2

Zvine chekuita

ndambirire

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndindindi

Kuti ndindindi karuzha kanonzwikwa nechekure kure kengoma, pfuti kana kunaya kwemvura.

Verenga

Swipe for the next word