KwaunobvaDuramazwiFfinyinya

Duramazwi

finyinya

-fenyenya-finyama

Zvinoreva

Kana wakafinyinya unenge wakaunyanisa kumeso kwako uchiratidza kuzvidza kana kushaya rukudzo kuno mumwe munhu.

1

Kana moto uchingofinyinya unenge usingapfuti zvakanaka, uchinyanya kupwititika utsi kana kuti wava kuda kudzima.

2

Zvakafanana

-fenyenya · -finyama

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word