Duramazwi02 / 03finyamaKufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03finyamisaKana munhu akafinyamisa kumeso anenge aunyanisa ganda achitaridza kushatirwa kana kusemeswa.Verenga→