Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achikuudza kuti usvike feya feya anenge achireva kuti usvike usingaiti zvo-kuzvivanza.
Kufeya-feya kutaura nevanhu vakawanda uine nyaya ya-uri kuda kuziva kana kutsvaka umboo hwayo, asi iwe usingavaratidzi chinangwa chako.

Kana vanhu vachirovana feya feya vanenge vachiita izvi pasina chombo kana chimwewo chinhu chavanoshandisa.

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fezi
Fezi rumwe rudzi rwenyoka inopfira vanhu kumeso.
VerengaSwipe for the next word