KwaunobvaDuramazwiFfeva

Duramazwi

feva

-pomborahura-famba-famba

Zvinoreva

Kuita zvechipfambi.

1

Kuita zvechipfambi.

Kufeva kuita choupombwe, kana kuti kurara nomunhu wausina kuroorana naye.

Kufeva kuita tsika yokugara uchidanana nevanhu vakawanda.

2

Kufeva kuita choupombwe, kana kuti kurara nomunhu wausina kuroorana naye.

3

Kufeva kuita tsika yokugara uchidanana nevanhu vakawanda.

Zvakafanana

-pombora · hura · -famba-famba

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word