Duramazwi
Zvinoreva
Kuti fetya kugara pasi musana wakakombama sezvinoita tsoko.
1

Kuti fetya fetya kufamba uchiratidza kuzvida, wakakombamisa musana nokurembedza maoko.

Chifetya imhino yomunhu ine maburi akashama chaizvo.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fetya fetya
Kuti fetya fetya kufamba uchiratidza kuzvida, wakakombamisa musana nokurembedza maoko.
VerengaSwipe for the next word