Duramazwi
fetuka
-fetyaira
Duramazwi
Kana uchifetuka unenge uchiuruka uchizvipeta, kana kudzokera mumashure, kana kuenda padivi.

Kana mhino dzakafetuka dzinenge dzakakura.
Kana mhino dzakafetuka dzinenge dzakakura.
-fetyaira
Duramazwi
01 / 03fetura
Kukakata kana kuurutsa.
VerengaSwipe for the next word