KwaunobvaDuramazwiFfetiraiza

Duramazwi · zita

fetiraiza

fertilizer

Zvinoreva

Fetiraiza tumunyu twakagadzirwa nemishonga ine chikafu chokukudza mbesa mumunda, chakafana-na nechinowanikwa mumipfudze.

1

Muzvinabhizinesi uyu ane sitoku yakakwana yefetiraiza.

Fosifeti mushonga unenge uine fosiferasi, unoshandiswa pakugadzirwa kwefetiraiza.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fetu

Kuti fetu kupinza dumbu mukati mushure mokufema nokuburitsa mweya unenge uri mumuviri.

Verenga

Swipe for the next word