KwaunobvaDuramazwiFfetura

Duramazwi

fetura

-kama-petura

Zvinoreva

Kukakata kana kuurutsa.

1

Kukakata kana kuurutsa.

Kana uchifetura uta unenge uchihukweva nomuseve kana kuti nepfumo, wava kuda kuzopfura.

Kana uchikamura vhudzi unenge uchirifetura uchiita michinjiziri yokuti ugotevedza uchiriruka.

Kufetura kushandisa kamu kugadzira vhudzi ranga rakamborukwa.

2

Kufetura kushandisa kamu kugadzira vhudzi ranga rakamborukwa.

3

Kufetura kuita kuti munhu kana kuti chimwe chinhu chiuruke.

4

Kana uchifetura hari unenge uchiikudza paunenge uchiiumba.

5

Kana uchifetura uta unenge uchihukweva nomuseve kana kuti nepfumo, wava kuda kuzopfura.

Zvakafanana

-kama · -petura

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fetya

Kuti fetya kugara pasi musana wakakombama sezvinoita tsoko.

Verenga

Swipe for the next word