Duramazwi02 / 03fotokopaKana munhu achifotokopa chinyorwa anenge achishandisa muchini kuchiburitsa zvinyorwa zvakawanda kubva pachinyorwa chimwe chete, zvinyorwa zvacho zvakafanana nechimwe chete ichocho.Verenga→
Duramazwi03 / 03fotokopiFotokopi chinyorwa kana mufananidzo unobuda kubva pane chimwe chinhu chinenge chafotokopwa.Verenga→