Duramazwi · zita
foshoro
shovel
Duramazwi · zita
shovel
Foshoro mudziyo une mubato murefu, unoshandiswa kuchera nokuraichira ivhu kana mupfudze mungoro kana pamwewo panhu.

Foshoro ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pamakadhi emutambo wemakasi.

Sipedhi ifoshoro yakati pafarara kumberi kwayo.
Foshoro ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pamakadhi emutambo wemakasi.
Duramazwi
01 / 03fosiferasi
Ichi chiwanikwa chakaita ivhu chine uturu chaizvo, chinoshandiswa pakugadzira mishonga yakasiyana-siyana.
VerengaSwipe for the next word