KwaunobvaDuramazwiFfoshonora

Duramazwi

foshonora

Zvinoreva

Kana munhu akafoshonora nyaya dzakavanzika anenge adzitaura dzose pane vanhu, kuti vanhu vose vadzizive.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

foshora

Kana uchifoshora ivhu kana mupfudze unenge uchiuchera nokuuraichira pamwe panhu, uchishandisa foshoro.

Verenga

Swipe for the next word