KwaunobvaDuramazwiFfotokopa

Duramazwi

fotokopa

Zvinoreva

Kana munhu achifotokopa chinyorwa anenge achishandisa muchini kuchiburitsa zvinyorwa zvakawanda kubva pachinyorwa chimwe chete, zvinyorwa zvacho zvakafanana nechimwe chete ichocho.

1

Kana munhu achifotokopa chinyorwa anenge achishandisa muchini kuchiburitsa zvinyorwa zvakawanda kubva pachinyorwa chimwe chete, zvinyorwa zvacho zvakafanana nechimwe chete ichocho.

Fotokopiya muchina unoshandiswa kuburitsa zvinyorwa zvakawanda zvakafanana nechinyorwa chimwe chete chaunenge wafotokopa.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fotokopi

Fotokopi chinyorwa kana mufananidzo unobuda kubva pane chimwe chinhu chinenge chafotokopwa.

Verenga

Swipe for the next word