KwaunobvaDuramazwiKkopa

Duramazwi · zita

kopa

copper · copy

Zvinoreva

Kopa chicherwa chinogadziriswa waya dzemagetsi, uye mari yesimbi yakatsvukuruka sezvakaita sendi. Muno muZimbabwe kopa inocherwa kuMhangura.

Kutevedzera zviripo kare.

1

Kukopa zvinoitwa nomumwe munhu kuzvitevedzera.

Kukopa kunyora zvinyorwa wakatarisa zvakanyorwa kare, uchizvinyora sezvazvakaita chaizvo, pasina chaunobvisa kana kuwedzera.

2

3

4

Kukopa kushandisa muchini unoburitsa zvinhu sezvazviri, uchiita zvokutora mufananidzo kubva pane rimwe pepa kuisa pane rimwe. Pandakawana basa, vakandiudza kuti ndiuye ndakakopa zvitupa zvangu zvedzidzo, kuti ivo vagarewo nazvo.

5

Kukopa zvinoitwa nomumwe munhu kuzvitevedzera.

Zvakafanana

mhangura

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word