Duramazwi · chiito
konzera
inflict · manipulate · cause
-sakisa
Duramazwi · chiito
inflict · manipulate · cause
Kukonzera kuita kuti chimwe chinhu chiitike.
Kukonzera kuita kuti chimwe chinhu chiitike.
Mhepo zhinji yakavhuvhuta ndiyo yakakonzera kukushumuka kwemichero yese kumunda.
Kabenzi kemunhu handiti ndiko kakonzera kuti musoro wangu uteme, xaaa.
Hameno hazvo kuda sezvo Vaiti vanogara kucottage pamwe ndozvaikonzera.
-sakisa
Duramazwi
01 / 03konzi
Konzi chipundu chinorwadza nekupisa zvikuru, chinoita pamusoro pechigunwe uye chinowanzokonzerwa nekupfeka bhutsu dzinobata.
VerengaSwipe for the next word