Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kurenga kukonzera kuti chimwe chinhu chiitike.
Bvukanya.
1
Kurenga kukonzera kuti chimwe chinhu chiitike.
Uyu murume wekuchaira akadhakwa ndiye wekurenga tsaona iyi.
Kana shiri ichirenga-renga inenge ichibhururuka ichiita kunge iri kuda kudonha.
Kurenga-renga kungofamba-famba usina chaiko kwauri kuenda.
2
Bvukanya.
Kana shiri ichirenga-renga inenge ichibhururuka ichiita kunge iri kuda kudonha.
Kurenga-renga kungofamba-famba usina chaiko kwauri kuenda.
Semunhu aigona Vamhofu vakatambirawo list yake nemufaro kwave kutanga kumboverenga havo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03renge
Renge ishiri inokandira mazai pasi, yakaenzana nehorwe, uye inodya tumbuyu nemhodzi nemichero.
VerengaSwipe for the next word