KwaunobvaDuramazwiRrengenduka

Duramazwi

rengenduka

rip

Zvinoreva

Kana munhu achirengenduka anenge achifamba zvinoratidza kuti muviri wake hauna simba.

1

Kana munhu achirengenduka anenge achifamba zvinoratidza kuti muviri wake hauna simba.

Ndakamuona kuti akuvara nenzara nokuti aifamba achirengenduka.

Kana munhu achirengenduka anenge achifamba zvinoratidza kuti muviri wake hauna simba.

2

Kana bhurugwa rakadhamba rarengenduka rinenge risisina kubatira muchiuno.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rengenyeka

Kana zvinhu zvakarengenyeka zvinenge zvakabvaruka-bvaruka, zvichirembera.

Verenga

Swipe for the next word