Duramazwi
Zvinoreva
Kurembera zvakareruka.
1
Kurembera zvakareruka.
Kana chinhu chichinzi chiri kurenguka chinenge chisina kubatira zvakasimba, chichizungunuswa kana nemhepo shomanana.
Kana munhu achinzi ari kurenguka anenge ari kufamba achizunza maoko nenzira inoita sokuti maoko acho nemuviri wese hazvina simba.
2

Svinga iri ungarisimudza here zvaunongorenguka somunhu asina chaadya.
3
Kana chinhu chichinzi chiri kurenguka chinenge chisina kubatira zvakasimba, chichizungunuswa kana nemhepo shomanana.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rengwa
Kuti rengwa kubatira kwechinhu pane chimwe zvisina kusimba.
VerengaSwipe for the next word