Duramazwi
rengenyeka
rengenya
Duramazwi
Kana zvinhu zvakarengenyeka zvinenge zvakabvaruka-bvaruka, zvichirembera.
Kana zvinhu zvakarengenyeka zvinenge zvakabvaruka-bvaruka, zvichirembera.
Ndakaona kuti apa paita nhamo huru nokuti hembe dzaaiva akapfeka dzaiva dzakarengenyeka.
Kana zvinhu zvakarengenyeka zvinenge zvakabvaruka-bvaruka, zvichirembera.
rengenya
Duramazwi
01 / 03rengezvu
Kana munhu akati rengezvu anenge achiita zvaari kuita asi achiratidza kusava nesimba mumuviri make.
VerengaSwipe for the next word