KwaunobvaDuramazwiRrenge

Zvinoreva

Renge ishiri inokandira mazai pasi, yakaenzana nehorwe, uye inodya tumbuyu nemhodzi nemichero.

1

Bundu raiva pahuro pake rakakura zvokuti rakanga renge richamudzipa.

Renge muriwo unomera mubani, wakada kufanana nefodya painenge ichiri diki.

Renge ishiri inokandira mazai pasi, yakaenzana nehorwe, uye inodya tumbuyu nemhodzi nemichero.

2

Renge muriwo unomera mubani, wakada kufanana nefodya painenge ichiri diki.

Zvakafanana

gaudya · gumbwi · gunja

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rengendudza

Kurengendudza kuita kuti chinhu chirembuke chobva chatadza kunyatsomira zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word