KwaunobvaDuramazwiRRendi [Lendi*]

Duramazwi · zita

Rendi [Lendi*]

Zvinoreva

Rendi inguva inobva pamazuva makumi mana kusvika kusvika panozouya pasika, inocherechedzwa nema Kirisitu achinamata uri muyeuchidzo wezvakaitwa naJesu apo anga ava pedyo nekuroverwa.

1

Rendi inguva inobva pamazuva makumi mana kusvika kusvika panozouya pasika, inocherechedzwa nema Kirisitu achinamata uri muyeuchidzo wezvakaitwa naJesu apo anga ava pedyo nekuroverwa.

Vatenderi vanozvinyima kudya panguva yeRendi.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rendirodhi

Rendirodhi munhu anenge ari iye muridzi wepamba panogarawo vamwe vanenge vachiroja.

Verenga

Swipe for the next word