KwaunobvaDuramazwiRrendi

Duramazwi · zita

rendi

rent

Zvinoreva

Rendi imari yokubhadhara somuripo wokushandisa mudziyo usiri wako.

1

Rendi imari yokubhadhara somuripo wokushandisa mudziyo usiri wako.

Varidzi vemafurati iwaya havatani kuevhikita maroja anenge angononoka kubhadhara rendi.

Rendi imari yokubhadhara paimba kana kuti panzvimbo paunogara kana kushandira.

Rendi imari yokubhadhara somuripo wokushandisa mudziyo usiri wako.

2

Rendi imari yokubhadhara paimba kana kuti panzvimbo paunogara kana kushandira.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

Rendi [Lendi*]

Rendi inguva inobva pamazuva makumi mana kusvika kusvika panozouya pasika, inocherechedzwa nema Kirisitu achinamata uri muyeuchidzo wezvakaitwa naJesu apo anga ava pedyo nekuroverwa.

Verenga

Swipe for the next word