Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati rengezvu anenge achiita zvaari kuita asi achiratidza kusava nesimba mumuviri make.
1

Baba vanogara vakazvitaura kuti havadi vanhu vakati rengezvu kana tichisakura.
Kana munhu akati rengezvu anenge achiita zvaari kuita asi achiratidza kusava nesimba mumuviri make.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03renguka
Kurembera zvakareruka.
VerengaSwipe for the next word