Duramazwi · zita
Zvinoreva
Konzi chipundu chinorwadza nekupisa zvikuru, chinoita pamusoro pechigunwe uye chinowanzokonzerwa nekupfeka bhutsu dzinobata.
1
Konzi chipundu chinorwadza nekupisa zvikuru, chinoita pamusoro pechigunwe uye chinowanzokonzerwa nekupfeka bhutsu dzinobata.
Nhasi ndatsikwa konzi pabhazi ndikada kuchema nokurwadziwa.
Kutsikana konzi kuita kwavanhu vari kuitirana zvakashata nokurwadzisana muchihwande.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03koo
Koo kamhuka kadiki katsvuku kanodya huku, shiri, nyoka nezvimwewo zvipuka.
VerengaSwipe for the next word