Duramazwi · chiito
tevedzera
comply · imitate
-edzerera-edzesera
Duramazwi · chiito
comply · imitate
Kana munhu akatevedzera mumwe anenge aita zvaitwa nemumweyo.
Kana munhu akatevedzera mumwe anenge aita zvaitwa nemumweyo.
Vanhu vazhinji vanenge vachida kumbotevedzera zvavanenge vaona izvo zvinozovasiya hunhu hwayanikwa paruware.
Kazhinji zvimiso zvinotevedzera kuzorora kwatinoita kana tichifema patinenge tichitaura.Wakambozviongorora here izvi?
Kana munhu akatevedzera rairo yavabereki vake kashoma kuzorasika gwara roupenyu.
-edzerera · -edzesera
Duramazwi
01 / 03tevenu
Kuti tevenu kunyorovesa zvinhu nokuzvinyika mumvura.
VerengaSwipe for the next word