Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchitevedza nzira unenge uchifamba nemairi, kana nomujinga mayo.
1
Kana uchitevedza nzira unenge uchifamba nemairi, kana nomujinga mayo.
Akatutevedza tunzira kusvika asvika kumaraini ekumba kwavo.
Akatevedza ropa riye achikwira nomusana.
Ugaro mwena kutevedza hunoguma.
2
Kutevedza kufambisa mashoko zvine mutsetse, kubva pane mumwe munhu zvichienda pane mumwe.
3
Kana uchitevedza tsika nemagariro avaShona, unenge uchiita magariro anotarisirwa nevaShona.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tevedzera
comply
VerengaSwipe for the next word