Duramazwi · zita
Zvinoreva
Teve chikamu chaunopiwa kuti ushande mumunda.
1

Teve mushonga unoiswa mumucheka unosungurwa muruoko kana pamwewo.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tevedza
Kana uchitevedza nzira unenge uchifamba nemairi, kana nomujinga mayo.
VerengaSwipe for the next word