KwaunobvaDuramazwiTteura

Zvinoreva

Kuitira mudimu kune vakafa nenzira yerudzi (to offer a sacrifice).

Kana uchiteura unenge uchinamata kuna Mwari.

1

Kudhibha kuteura chinhu chakaita semvura kubva mudhishi kana pamwewo panhu.

Kuti gubu kurova chinhu wobva wateura zvanga zviri machiri.

Kuteura kupa chibairo kuna Mwari waunonamata.

2

3

Zvakafanana

nyengetera · baira · -ira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teva teva

Kuti teva teva kufamba nenhanho pfupi.

Verenga

Swipe for the next word