KwaunobvaDuramazwiTteu

Zvinoreva

Kudurura mvura kana chimwe nemasimba.

Kuti teu kunyura kunoita zuva.

1

Kudurura mvura kana chimwe nemasimba.

Takangoona ziya kuti teu teu tichibva taziva kuti akanga ava kutya kurohwa.

Kana ziya richiti teu teu rinenge richiyerera rakawanda kubva mumusoro kana kumeso kwemunhu.

Kuti teu kunyura kunoita zuva.

2

Zvakafanana

pote

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teu teu

Kana ziya richiti teu teu rinenge richiyerera rakawanda kubva mumusoro kana kumeso kwemunhu.

Verenga

Swipe for the next word