KwaunobvaDuramazwiTteu teu

Duramazwi

teu teu

Zvinoreva

Kana ziya richiti teu teu rinenge richiyerera rakawanda kubva mumusoro kana kumeso kwemunhu.

1

Takangoona ziya kuti teu teu tichibva taziva kuti akanga ava kutya kurohwa.

Kana ziya richiti teu teu rinenge richiyerera rakawanda kubva mumusoro kana kumeso kwemunhu.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teuka

Kuteukira kunze kwekukasika kwechinhu chemvura.

Verenga

Swipe for the next word