Kwaunobva

namata

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kushumira musiki.

    Kwakanyorwa kuchinzi: Namata Ishe, Mwari wako, umushumire iye oga.

  2. 2

    Kunamata kutaurira Mwari wako kana vadzimu vako zviri mumwoyo nemupfungwa dzako, zvekutenda, kufara kana kutsutsumwa.

    Maimhofu vaiva munhu akasimba pakunamata uye vaiva munhu aiva nemoyo wakanaka.

  3. 3

    Kunamata mumwe munhu kutaura uchimunyengerera kuti akupe kana kukuitira chaunoda.

  4. 4

    Kana munhu achiti ari kunamata kuti zvimwe zvinhu zviitike anenge achireva kuti anenge achizvisuwira zvikuru mumwoyo make.

    Ndinongonamata kuti dai chimwana changu ichi chikarega kuita.

  5. 5

    Kana zvichinzi munhu anonamata zvinhenge zvichireva kuti ane svondo yaanopinda.

  6. 6

    Kuti namata nomunhu kuramba uri paari, uchimutevera pose paaenda.

  7. 7

    Namata kamuti kanonanauka kana ukakabata.

Maumbirwo
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary