KwaunobvaDuramazwiNnamatira

Duramazwi · chiito

namatira

stick

-nyengeterera

Zvinoreva

Kana chinhu chikanamatira pane chimwe chinenge charamba chakati kwati kwati chisingabvi.

Kunamatira mumwe kumusimudzirira zvido zvake kuna Mwari.

1

Dai kunamata kwaibvumirwa ndaizonoedza kumunamatira zvino kwaive kusingatenderwi.

Ndaive ndakungonamatira kuti mama vasazofunge mweya wekudzoka downstairs vakazowana ndisiko.

Paakaona zvadaro ega akabva atoziva zvazvaireva achibva atanga kunamatira mumwoyo akagara kudaro.

2

Kana munhu akanamatira pane imwe pfungwa anenge asingadi kushandura mafungire ake maererano nechimwe chinhu.

3

Kunamatira mumwe kumusimudzirira zvido zvake kuna Mwari.

Dai kunamata kwaibvumirwa ndaizonoedza kumunamatira zvino kwaive kusingatenderwi.

Ndaive ndakungonamatira kuti mama vasazofunge mweya wekudzoka downstairs vakazowana ndisiko.

Paakaona zvadaro ega akabva atoziva zvazvaireva achibva atanga kunamatira mumwoyo akagara kudaro.

Zvakafanana

-nyengeterera

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word