KwaunobvaDuramazwiKkwamira

Duramazwi

kwamira

Zvinoreva

Kana wakakwamira kune rimwe divi unenge wakarerekera ikoko.

1

Kana wakakwamira mumwe munhu unenge wakamufasa, usingadi kumusiya, uchimuteera kwese kwaari.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwamu

Kuti kwamu kubvisa gwande remuti kana chimwe chinhu pachinenge chakanamira.

Verenga

Swipe for the next word