Duramazwi
kwama
shout
Duramazwi
shout
Kukwama kudaidzira nezwi rinonzwika kure chaizvo.
Kukwama kudaidzira nezwi rinonzwika kure chaizvo.
Mbavha dzakamatamba tsvina pamusika dzamuhwapurira chikwama.
Paaichera gomba remarara akatukunyura chikwama chine mari.
Tsotsi payakaedza kuredza chikwama chaive chizere nemari, muridzi wacho akabva atendeuka, chikwama chikabva chadonha chichiti kwacha.
Kukwama kuchema nezwi rinosvika kure pamusana pekurwadziwa.
-kwamatata · -shamatata
Duramazwi
01 / 03kwambatira
Kana munhu akakwambatira chinhu anenge akachiisa muhapwa uye akachimana.
VerengaSwipe for the next word