KwaunobvaDuramazwiNnamatidza

Duramazwi

namatidza

paste

Zvinoreva

Kunamatidza kubatanidza zvinhu nenamo kana nechimwe chinhu chinoita kuti zvirambe zvakabatana.

1

Pini kasimbi kadiki katetetete, kane muromo wakapinza nekamusoro, kanoshandiswa paku-namatidza zvinhu zvakaita semapepa nemachira.

Kunamatidza kubatanidza zvinhu nenamo kana nechimwe chinhu chinoita kuti zvirambe zvakabatana.

Kutsvemeredza kunamatidza zvinhu zvakaita semapuranga panhu pamwe.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word