KwaunobvaDuramazwiNnamo

Zvinoreva

Namo zvibota zvinobuda pamimwe miti kana kuti zvinogadzirwa nenyuchi zvinoshandiswa pakubatanidza zvinhu pamwe kana kuvhara maburi.

1

Namo zvibota zvinobuda pamimwe miti kana kuti zvinogadzirwa nenyuchi zvinoshandiswa pakubatanidza zvinhu pamwe kana kuvhara maburi.

Kuti rembu kunamira nekunamuka kunoita zvakaita sederere kana namo.

Kana hembe ikanzi yangova namo inenge yava netsvina yakawanda inotoonekwa kusviba paruvara rwayo.

Uku kubatana kunoita zvinorera seurimbo, namo kana derere.

2

Kana hembe ikanzi yangova namo inenge yava netsvina yakawanda inotoonekwa kusviba paruvara rwayo.

Zvakafanana

mora · mondo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

namu

Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.

Verenga

Swipe for the next word