Duramazwi
mora
-bura
Duramazwi
Kana munhu achimora uchi anenge achihubvisa kubva mumukoko kana mumwena.
Kana munhu achimora uchi anenge achihubvisa kubva mumukoko kana mumwena.
Amai vangu vaChihera vakandiudza kuti mwanasikana wamazuvaano agare akagadzirira kurwisa mhumhi dzinoda kumora uchi hwadzisingazodye.
-bura
Duramazwi
01 / 03morari
Kana vanhu vachinzi vane morari vanenge vachifarira zvinenge zvichiitika panguva iyoyo.
VerengaSwipe for the next word