Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kubvisa chokudya pachoto kana mupoto.
Bura chirimwa chinoibva chakabumba muvhu, chinotapirira chaizvo, chinogona kudyiwa chakadaro kana kubikwa nokunwiswawo tii.
Kubvisa chokudya pachoto kana mupoto.
Hakuna bura rinoswatanukira panze rabva muvhu rakakombama.
Iri izwi rokuti bura rinenge raiswa muuzhinji.
Bura chirimwa chinoibva chakabumba muvhu, chinotapirira chaizvo, chinogona kudyiwa chakadaro kana kubikwa nokunwiswawo tii.
Kubura kubvisa poto kana chimwe chokudya chinenge chiri pamoto.
Kubura kubvisa chikafu chinenge chiri mupoto uchichiisa mundiro kuti vanhu vagodya.
Kubura kubvisa uchi mumukoko.
Kukwamura.
Bura chirimwa chinoibva chakabumba muvhu, chinotapirira chaizvo, chinogona kudyiwa chakadaro kana kubikwa nokunwiswawo tii.
Hakuna bura rinoswatanukira panze rabva muvhu rakakombama.
Iri izwi rokuti bura rinenge raiswa muuzhinji.
Kubura kubvisa chikafu chinenge chiri mupoto uchichiisa mundiro kuti vanhu vagodya.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03burana
Kana vanhu vakaburana vanenge vataurirana kana kuitirana zvinhu zvinoshatirisa, zvinogona kukonzera kuti varwe.
VerengaSwipe for the next word