Duramazwi · zita
mbambaira
yam
Duramazwi · zita
yam
Mbambaira kudya kwakafanana nembatatisi kunorimwa pazvitutu zvevhu kana mihomba kunonwiswa tii kana kudyiwa kwakadaro.
Mbambaira kudya kwakafanana nembatatisi kunorimwa pazvitutu zvevhu kana mihomba kunonwiswa tii kana kudyiwa kwakadaro.
Ndasvika achipanda mbambaira dzisina kuibva, ndikabva ndaziva kuti ava nenzara.
Mwanangu, zvinhu zvakaita somutakura kana mbambaira ndizvo zvinonzi zvikukutu, kwete sadza.
Akatora mbambaira mundiro ndokuiti kabi yose.
Duramazwi
01 / 03mbambande
Mbambande idoro rematanda rinonaka nokudhaka zvikuru.
VerengaSwipe for the next word