Kwaunobva/Duramazwi/M/mbaimbai [mbaembae]
Duramazwi · zita
Mbaimbai inguva pfupi inotevera.
Gezai zvenyu, sadza tichabika mbaimbai.
gare gare
Duramazwi
mbakumba
Shangara.
mbama
Kana munhu akarohwa mbama anenge arohwa nemukati meruoko.
mbambaira
yam
Swipe for the next word