Duramazwi
Zvinoreva
k it. Kubhazhura.
1
k it. Kubhazhura.
Mushambadziri akashambadza zvigadzirwa zvitsva paredhiyo.
Ichi chibhera chinoshandiswa pamakwikwi kana kuti pakushambadza zvimwe zvinhu.
Kana uchishambadza chinhu unenge uchitaurira vanhu kana kuvataridza kunaka kwacho, kuti vachitenge kana kuti vachishandise.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbadzwa
Mbadzwa mabandi echibage chinenge chagayiwa asi chisina kuotswa.
VerengaSwipe for the next word